Genesisi 35:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Zvino vakatama paBheteri. Pachine chinhambwe chaicho vasati vasvika kuEfrati,+ Rakeri akatanga kusununguka, uye akanga achitambudzika pakupona kwacho.+
16 Zvino vakatama paBheteri. Pachine chinhambwe chaicho vasati vasvika kuEfrati,+ Rakeri akatanga kusununguka, uye akanga achitambudzika pakupona kwacho.+