Genesisi 2:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Asi usadya muti wokuziva zvakanaka nezvakaipa, nokuti nezuva raunoudya chokwadi uchafa.”+ Muparidzi 12:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Pashure pokunge zvinhu zvose zvanzwiwa, mhedziso yenyaya yacho ndeiyi: Itya Mwari wechokwadi+ uchengete mirayiro yake.+ Nokuti izvi ndizvo zvose zvinosungirwa kuti munhu aite.
13 Pashure pokunge zvinhu zvose zvanzwiwa, mhedziso yenyaya yacho ndeiyi: Itya Mwari wechokwadi+ uchengete mirayiro yake.+ Nokuti izvi ndizvo zvose zvinosungirwa kuti munhu aite.