RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Samueri 24:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Baba vangu+ onai, chokwadi, onai mupendero wejasi renyu risina maoko uri muruoko rwangu, nokuti pandacheka mupendero wejasi renyu risina maoko handina kukuurayai. Zivai uye onai kuti hapana chakaipa+ kana kuti kumukira muruoko rwangu, uye handina kukutadzirai, asi imi muri kuvandira mweya wangu kuti muuuraye.+

  • Pisarema 59:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  3 Nokuti tarirai! vakavandira mweya wangu;+

      Vakasimba vanondirwisa,+

      Ini ndisina kumukira, uyewo ndisina kana chivi chandakaita, haiwa Jehovha.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe