Rute 1:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 1 Zvino nemazuva ayo vatongi+ vairuramisira, nzara+ yakavapo panyika, uye mumwe murume akabva kuBhetrehema+ riri muJudha kuti anogara ari mutorwa munyika yeMoabhi,+ iye nomudzimai wake nevanakomana vake vaviri.
1 Zvino nemazuva ayo vatongi+ vairuramisira, nzara+ yakavapo panyika, uye mumwe murume akabva kuBhetrehema+ riri muJudha kuti anogara ari mutorwa munyika yeMoabhi,+ iye nomudzimai wake nevanakomana vake vaviri.