Genesisi 45:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvino hamusi imi makandituma kuno,+ asi akanga ari Mwari wechokwadi, kuti andigadze kuva baba+ kuna Farao uye ishe weimba yake yose uye souyo ane simba panyika yose yeIjipiti.
8 Zvino hamusi imi makandituma kuno,+ asi akanga ari Mwari wechokwadi, kuti andigadze kuva baba+ kuna Farao uye ishe weimba yake yose uye souyo ane simba panyika yose yeIjipiti.