Genesisi 44:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Judha+ nevana vababa vake vakapinda mumba maJosefa, uye akanga achirimo; vakawira pasi pamberi pake.+ Genesisi 45:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 “Kurumidzai kuenda kuna baba vangu, muti kwavari, ‘Zvanzi naJosefa mwanakomana wenyu: “Mwari akandigadza kuti ndive ishe weIjipiti yose.+ Uyai kwandiri. Musanonoka.
14 Judha+ nevana vababa vake vakapinda mumba maJosefa, uye akanga achirimo; vakawira pasi pamberi pake.+
9 “Kurumidzai kuenda kuna baba vangu, muti kwavari, ‘Zvanzi naJosefa mwanakomana wenyu: “Mwari akandigadza kuti ndive ishe weIjipiti yose.+ Uyai kwandiri. Musanonoka.