Genesisi 31:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Mhuka ipi neipi yakabvamburwa-bvamburwa handina kuuya nayo kwamuri.+ Ini ndairipira kushayikwa kwayo. Ingave yakabiwa masikati kana kuti yakabiwa usiku, maiireva paruoko rwangu.+ Eksodho 22:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Kana chikabvamburwa nechikara,+ anofanira kuuya nacho kuti chive uchapupu.+ Haafaniri kuripa chinhu chakabvamburwa nechikara.
39 Mhuka ipi neipi yakabvamburwa-bvamburwa handina kuuya nayo kwamuri.+ Ini ndairipira kushayikwa kwayo. Ingave yakabiwa masikati kana kuti yakabiwa usiku, maiireva paruoko rwangu.+
13 Kana chikabvamburwa nechikara,+ anofanira kuuya nacho kuti chive uchapupu.+ Haafaniri kuripa chinhu chakabvamburwa nechikara.