Jeremiya 38:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Vakazokwidza Jeremiya netambo, vakamubudisa mumugodhi macho. Jeremiya akaramba achigara muChivanze cheVarindi.+
13 Vakazokwidza Jeremiya netambo, vakamubudisa mumugodhi macho. Jeremiya akaramba achigara muChivanze cheVarindi.+