Genesisi 38:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Sezvaakanga achibudiswa, akatumira shoko kuna tezvara vake, achiti: “Ndine pamuviri pomurume ane izvi.”+ Akatizve: “Ndapota, ongororai+ kuti izvi ndezvaani, rin’i yokusimbisa nayo netambo netsvimbo.”+ Numeri 35:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 ungano ngaibve yatonga pakati pomuurayi wacho nomutsivi weropa maererano nokutonga uku.+
25 Sezvaakanga achibudiswa, akatumira shoko kuna tezvara vake, achiti: “Ndine pamuviri pomurume ane izvi.”+ Akatizve: “Ndapota, ongororai+ kuti izvi ndezvaani, rin’i yokusimbisa nayo netambo netsvimbo.”+