Genesisi 45:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 mutore baba venyu nedzimba dzenyu muuye kuno kwandiri, kuti ndikupei zvakanaka zvenyika yeIjipiti; uye muve nechikamu chakaorera chenyika yacho.+ Genesisi 47:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 VaIsraeri vakaramba vachigara munyika yeIjipiti, munyika yeGosheni;+ vakagadzikana mairi, vakabereka, vakava vazhinji.+
18 mutore baba venyu nedzimba dzenyu muuye kuno kwandiri, kuti ndikupei zvakanaka zvenyika yeIjipiti; uye muve nechikamu chakaorera chenyika yacho.+
27 VaIsraeri vakaramba vachigara munyika yeIjipiti, munyika yeGosheni;+ vakagadzikana mairi, vakabereka, vakava vazhinji.+