Genesisi 32:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Akabva ati: “Hauchanzizve Jakobho asi Israeri,+ nokuti warwisana+ naMwari uye nevanhu zvokuti wazokunda.” Isaya 44:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Uyu achati: “Ndiri waJehovha.”+ Uyo achazvishevedza nezita raJakobho,+ uye mumwe achanyora paruoko rwake kuti: “Ndiri waJehovha.” Mumwe achazvitumidza kuti Israeri.’+
28 Akabva ati: “Hauchanzizve Jakobho asi Israeri,+ nokuti warwisana+ naMwari uye nevanhu zvokuti wazokunda.”
5 Uyu achati: “Ndiri waJehovha.”+ Uyo achazvishevedza nezita raJakobho,+ uye mumwe achanyora paruoko rwake kuti: “Ndiri waJehovha.” Mumwe achazvitumidza kuti Israeri.’+