Genesisi 1:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Uyezve, Mwari akavakomborera,+ Mwari akati kwavari: “Berekai+ muwande, muzadze nyika, muikurire,+ muve nesimba+ pahove dzegungwa nepazvisikwa zvinobhururuka zvokumatenga nepazvisikwa zvose zvipenyu zvinofamba panyika.” Genesisi 8:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Zvisikwa zvose zvipenyu zvauinazvo zvenyama yemarudzi ose,+ zvisikwa zvinobhururuka+ nemhuka+ nezvinhu zvose zvinofamba zvakawanda panyika,+ buda nazvo, kuti zviwande panyika, zvibereke zvive zvizhinji panyika.”+
28 Uyezve, Mwari akavakomborera,+ Mwari akati kwavari: “Berekai+ muwande, muzadze nyika, muikurire,+ muve nesimba+ pahove dzegungwa nepazvisikwa zvinobhururuka zvokumatenga nepazvisikwa zvose zvipenyu zvinofamba panyika.”
17 Zvisikwa zvose zvipenyu zvauinazvo zvenyama yemarudzi ose,+ zvisikwa zvinobhururuka+ nemhuka+ nezvinhu zvose zvinofamba zvakawanda panyika,+ buda nazvo, kuti zviwande panyika, zvibereke zvive zvizhinji panyika.”+