RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Madzimambo 10:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Nokuti mambo aiva neboka rengarava dzeTashishi+ mugungwa pamwe chete neboka rengarava dzaHiramu. Kamwe chete pamakore matatu oga oga boka rengarava dzeTashishi raiuya rakatakura ndarama+ nesirivha, nyanga dzenzou,+ netsoko nemapikoko.

  • Jona 1:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Asi Jona akasimuka, akatizira kuTashishi+ kuti abve pamberi paJehovha;+ uye akazosvika kuJopa,+ akawana ngarava yaienda kuTashishi. Naizvozvo akabhadhara mari yacho yokufamba, akapinda mukati mayo, kuti aende navo kuTashishi, abve pamberi paJehovha.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe