Genesisi 27:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Marudzi ngaakushandire uye mapoka emarudzi ngaakukotamire.+ Iva tenzi wehama dzako, vanakomana vaamai vako ngavakukotamire.+ Mumwe nomumwe wevaya vanokutuka ngaatukwe, mumwe nomumwe wevaya vanokukomborera ngaakomborerwe.”+ Eksodho 23:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Asi, kana ukanyatsoteerera inzwi rayo, ukaita zvose zvandichataura,+ ndichaitira vavengi vako utsinye uye ndichanetsa vaya vanokunetsa.+ Numeri 24:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Akakotama, akarara pasi seshumba,Seshumba, ndiani angatsunga kumumutsa?+Vaya vanokukomborera ndivo vakakomborerwa,+Vaya vanokutuka ndivo vakatukwa.”+
29 Marudzi ngaakushandire uye mapoka emarudzi ngaakukotamire.+ Iva tenzi wehama dzako, vanakomana vaamai vako ngavakukotamire.+ Mumwe nomumwe wevaya vanokutuka ngaatukwe, mumwe nomumwe wevaya vanokukomborera ngaakomborerwe.”+
22 Asi, kana ukanyatsoteerera inzwi rayo, ukaita zvose zvandichataura,+ ndichaitira vavengi vako utsinye uye ndichanetsa vaya vanokunetsa.+
9 Akakotama, akarara pasi seshumba,Seshumba, ndiani angatsunga kumumutsa?+Vaya vanokukomborera ndivo vakakomborerwa,+Vaya vanokutuka ndivo vakatukwa.”+