Genesisi 20:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvino Abrahamu akatamisa musasa kubva ipapo,+ akaenda kunyika yeNegebhu, akagara pakati peKadheshi+ neShuri+ uye achigara ari mutorwa paGerari.+ Genesisi 24:62 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 62 Zvino Isaka akanga abva nenzira inoenda kuBheeri-rahai-roi,+ nokuti akanga achigara munyika yeNegebhu.+
20 Zvino Abrahamu akatamisa musasa kubva ipapo,+ akaenda kunyika yeNegebhu, akagara pakati peKadheshi+ neShuri+ uye achigara ari mutorwa paGerari.+
62 Zvino Isaka akanga abva nenzira inoenda kuBheeri-rahai-roi,+ nokuti akanga achigara munyika yeNegebhu.+