Genesisi 20:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Abrahamu akatizve nezvaSara mudzimai wake: “Ihanzvadzi yangu.”+ Naizvozvo Abhimereki mambo weGerari akatumira shoko, akatora Sara.+ Genesisi 20:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Uyezve, chokwadi ihanzvadzi yangu, mwanasikana wababa vangu, asi haasi mwanasikana waamai vangu; iye akazova mudzimai wangu.+
2 Abrahamu akatizve nezvaSara mudzimai wake: “Ihanzvadzi yangu.”+ Naizvozvo Abhimereki mambo weGerari akatumira shoko, akatora Sara.+
12 Uyezve, chokwadi ihanzvadzi yangu, mwanasikana wababa vangu, asi haasi mwanasikana waamai vangu; iye akazova mudzimai wangu.+