Dheuteronomi 14:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Nokuti iwe uri rudzi rutsvene+ kuna Jehovha Mwari wako, uye Jehovha akakusarudza kuti uve rudzi rwake, pfuma chaiyo,+ pakati pemarudzi ose ari pamusoro penyika. Pisarema 105:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Achiti: “Ndichakupa nyika yeKenani+Kuti ive mugove wenhaka yako.”+
2 Nokuti iwe uri rudzi rutsvene+ kuna Jehovha Mwari wako, uye Jehovha akakusarudza kuti uve rudzi rwake, pfuma chaiyo,+ pakati pemarudzi ose ari pamusoro penyika.