Jeremiya 5:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino mhanya-mhanyai mumigwagwa yeJerusarema muone, muzive, mutsvake munzvimbo dzaro dzinoungana vanhu kana mungawana munhu,+ kana kuina ani naani ari kururamisira,+ kana kuina ani naani ari kutsvaka kutendeka,+ uye ndicharikanganwira.
5 Zvino mhanya-mhanyai mumigwagwa yeJerusarema muone, muzive, mutsvake munzvimbo dzaro dzinoungana vanhu kana mungawana munhu,+ kana kuina ani naani ari kururamisira,+ kana kuina ani naani ari kutsvaka kutendeka,+ uye ndicharikanganwira.