Vatongi 19:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Naizvozvo vakatsaukira imomo kuti vapinde, varare muGibhiya. Vakapinda, vakagara pasi munzvimbo yomuguta yaiungana vanhu, asi hapana munhu akavapinza mumba kuti varare.+
15 Naizvozvo vakatsaukira imomo kuti vapinde, varare muGibhiya. Vakapinda, vakagara pasi munzvimbo yomuguta yaiungana vanhu, asi hapana munhu akavapinza mumba kuti varare.+