Isaya 6:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvino ndakanzwa inzwi raJehovha richiti: “Ndichatuma ani, uye ndiani achatiendera?”+ Ini ndikati: “Ndiri pano! Nditumei.”+
8 Zvino ndakanzwa inzwi raJehovha richiti: “Ndichatuma ani, uye ndiani achatiendera?”+ Ini ndikati: “Ndiri pano! Nditumei.”+