19 Naizvozvo, munhu wose anoputsa+ mumwe wemirayiro iyi miduku pane yose uye akadzidzisa vanhu kuita izvozvo, achanzi ‘muduku pane vose’ kana toreva nezvoumambo hwokumatenga.+ Asi munhu anoita zvainotaura oidzidzisa,+ iyeyu achanzi ‘mukuru’+ kana toreva nezvoumambo hwokumatenga.