Eksodho 23:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 “Usapa ropa rechibayiro changu pamwe chete nezvinhu zvakaiswa mbiriso. Mafuta omutambo wangu haafaniri kurara usiku hwose kusvikira mangwanani.+
18 “Usapa ropa rechibayiro changu pamwe chete nezvinhu zvakaiswa mbiriso. Mafuta omutambo wangu haafaniri kurara usiku hwose kusvikira mangwanani.+