RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 50:25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 Nokudaro Josefa akaita kuti vanakomana vaIsraeri vapike, achiti: “Chokwadi Mwari achafunga nezvenyu. Naizvozvo mubudise mapfupa angu muno.”+

  • Eksodho 13:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Mosesi akaenda nemapfupa aJosefa, nokuti iye akanga aita kuti vanakomana vaIsraeri vapike kwazvo, achiti: “Chokwadi Mwari achafunga nezvenyu,+ uye munofanira kubuda muno nemapfupa angu.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe