Eksodho 5:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Ivo vakabva vati kwavari: “Jehovha ngaakutarirei uye akutongei,+ zvamaita kuti tisembure+ Farao nevashandi vake, kuti vaise bakatwa muruoko rwavo kuti vatiuraye.”+ Eksodho 6:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Pashure paizvozvo Mosesi akataura izvi nevanakomana vaIsraeri, asi havana kuteerera Mosesi nokuda kwokuora mwoyo uye nokuda kwouranda hwakaoma.+
21 Ivo vakabva vati kwavari: “Jehovha ngaakutarirei uye akutongei,+ zvamaita kuti tisembure+ Farao nevashandi vake, kuti vaise bakatwa muruoko rwavo kuti vatiuraye.”+
9 Pashure paizvozvo Mosesi akataura izvi nevanakomana vaIsraeri, asi havana kuteerera Mosesi nokuda kwokuora mwoyo uye nokuda kwouranda hwakaoma.+