Mabasa 7:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Uyu akashandisa manomano oumambo padzinza redu,+ akamanikidza nenzira yakaipa vanababa kuti vasiye vacheche vavo, kuti varege kuchengetedzwa vari vapenyu.+
19 Uyu akashandisa manomano oumambo padzinza redu,+ akamanikidza nenzira yakaipa vanababa kuti vasiye vacheche vavo, kuti varege kuchengetedzwa vari vapenyu.+