Numeri 28:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 “‘Mumwedzi wokutanga, pazuva rechigumi nemana romwedzi wacho, pachava nepaseka yaJehovha.+ Dheuteronomi 16:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Asi unofanira kubayira paseka manheru panongovira zuva+ uri munzvimbo ichasarudzwa naJehovha Mwari wako kuti zita rake rigare ipapo,+ panguva yakatarwa yawakabuda muIjipiti.
6 Asi unofanira kubayira paseka manheru panongovira zuva+ uri munzvimbo ichasarudzwa naJehovha Mwari wako kuti zita rake rigare ipapo,+ panguva yakatarwa yawakabuda muIjipiti.