Eksodho 12:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Hapana mukanyiwa une mbiriso unofanira kuva mudzimba dzenyu kwemazuva manomwe, nokuti ani naani anoravira zvinhu zvakaiswa mbiriso, angava mutorwa kana kuti munhu womunyika yacho,+ mweya iwoyo uchaparadzwa paungano yaIsraeri.+
19 Hapana mukanyiwa une mbiriso unofanira kuva mudzimba dzenyu kwemazuva manomwe, nokuti ani naani anoravira zvinhu zvakaiswa mbiriso, angava mutorwa kana kuti munhu womunyika yacho,+ mweya iwoyo uchaparadzwa paungano yaIsraeri.+