Revhitiko 27:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 “‘Asi pamhuka, inotanga kuberekwa, inotanga kuberekwa nokuda kwaJehovha,+ ngaparege kuva nomunhu anoitsaura. Ingava nzombe kana kuti gwai, ndeyaJehovha.+
26 “‘Asi pamhuka, inotanga kuberekwa, inotanga kuberekwa nokuda kwaJehovha,+ ngaparege kuva nomunhu anoitsaura. Ingava nzombe kana kuti gwai, ndeyaJehovha.+