12 Uchazviita kuti uwane zvinopambwa+ zvizhinji uye kuti upambe kwazvo, kuti ruoko rwako rudzoswe panzvimbo dzakaparadzwa dzava kugarwazve+ neparudzi rwakaunganidzwa ruchibva kune mamwe marudzi,+ ruya ruri kuunganidza pfuma nezvinhu,+ rwevaya vari kugara pakati+ penyika.