Numeri 22:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Moabhi akatya kwazvo vanhu vacho, nokuti vakanga vari vazhinji; uye Moabhi akatanga kutya kwazvo vanakomana vaIsraeri.+
3 Moabhi akatya kwazvo vanhu vacho, nokuti vakanga vari vazhinji; uye Moabhi akatanga kutya kwazvo vanakomana vaIsraeri.+