RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 20:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Tapota, tibvumireiwo kuti tipfuure nomunyika yenyu. Hatizopfuuri nomumunda kana nomumunda wemizambiringa, uye hatizonwi mvura yetsime. Tichafamba nomumugwagwa wamambo.+ Hatizotsaukiri kurudyi kana kuruboshwe,+ kusvikira tapfuura munharaunda yenyu.’”

  • Numeri 21:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 “Ndibvumireiwo kupfuura nomunyika yenyu. Hatizotsaukiri mumunda kana mumunda wemizambiringa. Hatizonwi mvura yomutsime. Tichafamba nomugwagwa wamambo kusvikira tapfuura munharaunda yenyu.”+

  • Dheuteronomi 2:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 ‘Ndibvumire kupfuura nomunyika yako. Ndichafamba nomumugwagwa chete. Handizotsaukiri kurudyi kana kuruboshwe.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe