Numeri 12:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ndinotaura naye zvakananga,+ ndichimuratidza, kwete nezvirahwe;+ uye iye anoona chitarisiko chaJehovha.+ Ko zvino, maregererei kutya kupopotera mushumiri wangu, iye Mosesi?”+
8 Ndinotaura naye zvakananga,+ ndichimuratidza, kwete nezvirahwe;+ uye iye anoona chitarisiko chaJehovha.+ Ko zvino, maregererei kutya kupopotera mushumiri wangu, iye Mosesi?”+