4 Zvino kwaiva nomumwe mukadzi pamadzimai evanakomana+ vevaprofita akachemera Erisha, achiti: “Mushandi wenyu, iye murume wangu, akafa; uye imi munonyatsoziva kuti mushandi wenyu aitya+ Jehovha nguva dzose, zvino mukweretesi+ auya kuti atore vana vangu vaviri kuti vave varanda vake.”