RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 18:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 Vakatonga vanhu panguva yose yakakodzera. Vaiuya nemhosva yakaoma kuna Mosesi,+ asi ivo vaitonga mhosva dzose duku.

  • Dheuteronomi 16:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 “Unofanira kugadza vatongi+ nevatungamiriri+ mukati memagedhi ako ose auri kupiwa naJehovha Mwari wako maererano nemadzinza ako, uye vanofanira kutonga vanhu nokutonga kwakarurama.

  • Dheuteronomi 17:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 “Kana nyaya yokutonga ikanyanya kukuomera,+ iri yokuteurwa kweropa,+ yakamhan’arwa kudare,+ kana kuti pakaitwa chisimba, nyaya dzokuitirana nharo,+ mukati memagedhi ako, unofanirawo kusimuka woenda kunzvimbo ichasarudzwa naJehovha Mwari wako,+

  • Dheuteronomi 22:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Varume vakuru+ veguta iroro vanofanira kutora murume wacho vomuranga.+

  • 2 Makoronike 19:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Mhosva dzose dzichauya kwamuri dzehama dzenyu dziri kugara mumaguta adzo, dzine chokuita nokuteurwa kweropa,+ dzine chokuita nomutemo+ nomurayiro+ nomurau+ nezvakatongwa,+ munyevere hama dzenyu kuti dzirege kuitira Jehovha zvakaipa kuti imi nehama dzenyu murege kutsamwirwa.+ Izvi ndizvo zvamunofanira kuita kuti murege kuva nemhosva.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe