Revhitiko 7:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Maoko ake achauya nemafuta+ ari pachityu kuti ave zvinopiwa zvinopisirwa Jehovha nomoto. Achauya nawo pamwe chete nechityu kuzochizunguzira kuti chive chinopiwa chinozunguzirwa+ pamberi paJehovha.
30 Maoko ake achauya nemafuta+ ari pachityu kuti ave zvinopiwa zvinopisirwa Jehovha nomoto. Achauya nawo pamwe chete nechityu kuzochizunguzira kuti chive chinopiwa chinozunguzirwa+ pamberi paJehovha.