-
Revhitiko 2:2Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
2 Anofanira kuuya nacho kuvanakomana vaAroni, ivo vapristi, uye mupristi wacho anofanira kutora tsama yake yefurawa yakatsetseka nemafuta acho pamwe chete nezvinonhuhwirira zvichena zvacho zvose; uye anofanira kuita kuti chipfungaire pamusoro peatari kuti chive chiyeuchidzo+ chacho, kuti chive chinopiwa chinopiswa nomoto chokunhuhwirira kwakanaka kunoitirwa Jehovha.
-