-
Jeremiya 32:8Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
8 Kwapera nguva yakati, Hanameri mwanakomana wehama yababa vangu akapinda mandaiva, maererano neshoko raJehovha, muChivanze cheVarindi,+ akati kwandiri: “Ndapota, tenga munda wangu uri kuAnatoti,+ riri munyika yaBhenjamini,+ nokuti ndiwe une kodzero yenhaka, uye ndiwe une simba rokudzikinura. Utenge.” Ndakabva ndaziva kuti rakanga riri shoko raJehovha.+
-