Revhitiko 25:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Ngaawedzere mutengo wacho zvichienderana nokuwanda kwemakore acho,+ uye ngaaderedze mutengo wokutenga zvichienderana nokushomeka kwemakore acho, nokuti ari kukutengesera kuwanda kwezvirimwa. Revhitiko 27:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Asi kana akatsaura munda wake pashure peJubheri, mupristi ngaabve amutemera mutengo wakaenzanirana nemakore asara kusvikira pagore rinotevera reJubheri, uye vanofanira kutapudza pakukosha kwacho kwakatarwa.+
16 Ngaawedzere mutengo wacho zvichienderana nokuwanda kwemakore acho,+ uye ngaaderedze mutengo wokutenga zvichienderana nokushomeka kwemakore acho, nokuti ari kukutengesera kuwanda kwezvirimwa.
18 Asi kana akatsaura munda wake pashure peJubheri, mupristi ngaabve amutemera mutengo wakaenzanirana nemakore asara kusvikira pagore rinotevera reJubheri, uye vanofanira kutapudza pakukosha kwacho kwakatarwa.+