17 Hazvifaniri kubikwa pamwe chete nechinhu chero chipi zvacho chine mbiriso.+ Ndakazvipa kuti zvive mugove wavo unobva pazvinopiwa zvandinopisirwa nomoto.+ Icho chinhu chitsvenetsvene,+ sezvakaita chinopiwa chechivi uye sezvakaita chinopiwa chemhosva.