Revhitiko 11:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Munhu wose anotakura zvitunha zvazvo ngaageze+ nguo dzake, uye ngaave asina kuchena kusvikira manheru. Revhitiko 17:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Mweya wose unodya chinhu chakafa choga kana kuti chinhu chakabvamburwa nechikara,+ angava munhu womunyika yacho kana kuti mutorwa, anofanira kugeza nguo dzake, iye ageze nemvura ova asina kuchena kusvikira manheru;+ uye achava akachena.
25 Munhu wose anotakura zvitunha zvazvo ngaageze+ nguo dzake, uye ngaave asina kuchena kusvikira manheru.
15 Mweya wose unodya chinhu chakafa choga kana kuti chinhu chakabvamburwa nechikara,+ angava munhu womunyika yacho kana kuti mutorwa, anofanira kugeza nguo dzake, iye ageze nemvura ova asina kuchena kusvikira manheru;+ uye achava akachena.