-
Revhitiko 15:4Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
4 “‘Mubhedha wose ungararirwa nomunhu ane zvinoyerera uchava usina kuchena, uye chero chinhu chipi zvacho chaangagarira chichava chisina kuchena.
-