Revhitiko 19:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 “‘Munofanira kuchengeta masabata angu,+ uye munofanira kuremekedza nzvimbo yangu tsvene.+ Ndini Jehovha. Numeri 5:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Munofanira kuvabudisa, angava munhurume kana munhukadzi. Munofanira kuvabudisa kunze kwomusasa,+ kuti varege kusvibisa+ misasa yevaya vandigere pakati pavo.”+ Numeri 19:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 “‘Asi munhu uya angava asina kuchena uye asingazozvinatsi, chokwadi, mweya iwoyo unofanira kuparadzwa+ pakati peungano, nokuti akasvibisa nzvimbo tsvene yaJehovha. Haana kusaswa mvura yokuchenesa nayo. Iye haana kuchena.
30 “‘Munofanira kuchengeta masabata angu,+ uye munofanira kuremekedza nzvimbo yangu tsvene.+ Ndini Jehovha.
3 Munofanira kuvabudisa, angava munhurume kana munhukadzi. Munofanira kuvabudisa kunze kwomusasa,+ kuti varege kusvibisa+ misasa yevaya vandigere pakati pavo.”+
20 “‘Asi munhu uya angava asina kuchena uye asingazozvinatsi, chokwadi, mweya iwoyo unofanira kuparadzwa+ pakati peungano, nokuti akasvibisa nzvimbo tsvene yaJehovha. Haana kusaswa mvura yokuchenesa nayo. Iye haana kuchena.