Dheuteronomi 13:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 usabvumirana nezvaanoda kana kumuteerera,+ uyewo ziso rako harifaniri kumunzwira tsitsi, uyewo haufaniri kumunzwira urombo,+ kana kumudzivirira;
8 usabvumirana nezvaanoda kana kumuteerera,+ uyewo ziso rako harifaniri kumunzwira tsitsi, uyewo haufaniri kumunzwira urombo,+ kana kumudzivirira;