Revhitiko 18:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 “‘Usafukura hanzvadzi yako, mwanasikana wababa vako kana kuti mwanasikana waamai vako, mungava makaberekerwa muimba imwe kana kuti kunze kwayo.+ Dheuteronomi 27:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 “‘Ngaatukwe munhu anorara nehanzvadzi yake, mwanasikana wababa vake kana mwanasikana waamai vake.’+ (Vanhu vose vanofanira kuti, ‘Ameni!’) 2 Samueri 13:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Zvisinei, iye akati kwaari: “Aiwa, hanzvadzi yangu! Usandinyadzisa;+ nokuti hazvinzarwo pakati paIsraeri.+ Usaita chinhu ichi choupenzi chinonyadzisa.+ Ezekieri 22:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Murume akaita chinhu chinosemesa nomudzimai womumwe wake,+ murume akasvibisa muroora wake nokusazvibata;+ uye murume akanyadzisa hanzvadzi yake, mwanasikana wababa vake ari mukati mako.+
9 “‘Usafukura hanzvadzi yako, mwanasikana wababa vako kana kuti mwanasikana waamai vako, mungava makaberekerwa muimba imwe kana kuti kunze kwayo.+
22 “‘Ngaatukwe munhu anorara nehanzvadzi yake, mwanasikana wababa vake kana mwanasikana waamai vake.’+ (Vanhu vose vanofanira kuti, ‘Ameni!’)
12 Zvisinei, iye akati kwaari: “Aiwa, hanzvadzi yangu! Usandinyadzisa;+ nokuti hazvinzarwo pakati paIsraeri.+ Usaita chinhu ichi choupenzi chinonyadzisa.+
11 Murume akaita chinhu chinosemesa nomudzimai womumwe wake,+ murume akasvibisa muroora wake nokusazvibata;+ uye murume akanyadzisa hanzvadzi yake, mwanasikana wababa vake ari mukati mako.+