Revhitiko 11:47 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 47 kuti musiyanise+ zvisina kuchena nezvakachena, chisikwa chipenyu chingadyiwa nechisikwa chipenyu chingasadyiwa.’” Dheuteronomi 14:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Aya ndiwo marudzi emhuka dzamungadya:+ nzombe, gwai nembudzi, Mabasa 10:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Asi Petro akati: “Kwete, Ishe, nokuti handina kumbodya chinhu chakasviba nechisina kuchena.”+
47 kuti musiyanise+ zvisina kuchena nezvakachena, chisikwa chipenyu chingadyiwa nechisikwa chipenyu chingasadyiwa.’”