Revhitiko 21:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi: “Taura nevapristi, ivo vanakomana vaAroni, uti kwavari, ‘Ngaparege kuva nomunhu anozvisvibisa pakati pevanhu vake nomweya wakafa.+ Revhitiko 21:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Haafaniri kusvika pedyo nomweya chero upi zvawo wakafa.+ Haafaniri kuzvisvibisa nababa vake kana kuti amai vake. Numeri 5:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Rayira vanakomana vaIsraeri kuti vabudise mumusasa vanhu vose vane maperembudzi+ nevanhu vose vane zvinoyerera+ nevanhu vose vakaitwa vasina kuchena nomweya wakafa.+ Numeri 6:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Asi kana munhu akangoerekana afa ari pedyo naye+ zvokuti anosvibisa musoro wouNaziri hwake, ngaabve aveura+ bvudzi romusoro wake pazuva raanofanira kunzi akachena. Anofanira kuriveura pazuva rechinomwe. Numeri 9:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvino kwakanga kuine varume vakanga vaitwa vasina kuchena nomweya wakafa+ zvokuti vakanga vasingakwanisi kugadzirira chibayiro chepaseka pazuva iroro. Nokudaro vakauya pamberi paMosesi naAroni pazuva iroro.+
21 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi: “Taura nevapristi, ivo vanakomana vaAroni, uti kwavari, ‘Ngaparege kuva nomunhu anozvisvibisa pakati pevanhu vake nomweya wakafa.+
11 Haafaniri kusvika pedyo nomweya chero upi zvawo wakafa.+ Haafaniri kuzvisvibisa nababa vake kana kuti amai vake.
2 “Rayira vanakomana vaIsraeri kuti vabudise mumusasa vanhu vose vane maperembudzi+ nevanhu vose vane zvinoyerera+ nevanhu vose vakaitwa vasina kuchena nomweya wakafa.+
9 Asi kana munhu akangoerekana afa ari pedyo naye+ zvokuti anosvibisa musoro wouNaziri hwake, ngaabve aveura+ bvudzi romusoro wake pazuva raanofanira kunzi akachena. Anofanira kuriveura pazuva rechinomwe.
6 Zvino kwakanga kuine varume vakanga vaitwa vasina kuchena nomweya wakafa+ zvokuti vakanga vasingakwanisi kugadzirira chibayiro chepaseka pazuva iroro. Nokudaro vakauya pamberi paMosesi naAroni pazuva iroro.+