9 “‘Zvino munhu akachena anofanira kuunganidza madota+ emhou yacho, oaisa kunze kwomusasa munzvimbo yakachena; uye kuungano yevanakomana vaIsraeri iwo anofanira kushanda sechinhu chakachengeterwa kugadzira mvura yokuchenesa nayo.+ Iwo chinhu chinopiwa chechivi.