Eksodho 32:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zvino Mosesi akatsvaka kuti Jehovha Mwari wake anzwe nyasha,+ akati: “Haiwa Jehovha, nei hasha+ dzenyu dzichifanira kumukira vanhu venyu vamakabudisa munyika yeIjipiti nesimba guru uye noruoko rune simba?
11 Zvino Mosesi akatsvaka kuti Jehovha Mwari wake anzwe nyasha,+ akati: “Haiwa Jehovha, nei hasha+ dzenyu dzichifanira kumukira vanhu venyu vamakabudisa munyika yeIjipiti nesimba guru uye noruoko rune simba?