Numeri 31:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Vakauraya madzimambo eMidhiyani pamwe chete nevamwe vakaurayiwa, aiti, Evhi naRekemu naZuri naHeri naRebha, madzimambo mashanu eMidhiyani;+ uye vakauraya Bharami+ mwanakomana waBheori nebakatwa. Joshua 13:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 nemaguta ose enyika yakati sandara+ noumambo hwose hwaSihoni mambo wevaAmori, aitonga muHeshbhoni,+ uye akaurayiwa+ naMosesi, pamwe chete nemachinda eMidhiyani, Evhi naRekemu naZuri naHeri naRebha,+ machinda aSihoni, aigara munyika yacho.
8 Vakauraya madzimambo eMidhiyani pamwe chete nevamwe vakaurayiwa, aiti, Evhi naRekemu naZuri naHeri naRebha, madzimambo mashanu eMidhiyani;+ uye vakauraya Bharami+ mwanakomana waBheori nebakatwa.
21 nemaguta ose enyika yakati sandara+ noumambo hwose hwaSihoni mambo wevaAmori, aitonga muHeshbhoni,+ uye akaurayiwa+ naMosesi, pamwe chete nemachinda eMidhiyani, Evhi naRekemu naZuri naHeri naRebha,+ machinda aSihoni, aigara munyika yacho.