Numeri 24:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 ‘Kunyange kana Bharaki akandipa imba yake izere sirivha nendarama, handingakwanisi kudarika murayiro waJehovha kuti ndiite chinhu chakanaka kana chakaipa chinobva mumwoyo mangu. Ndichataura chero chipi zvacho chingataurwa naJehovha’?+
13 ‘Kunyange kana Bharaki akandipa imba yake izere sirivha nendarama, handingakwanisi kudarika murayiro waJehovha kuti ndiite chinhu chakanaka kana chakaipa chinobva mumwoyo mangu. Ndichataura chero chipi zvacho chingataurwa naJehovha’?+